Mr Chad Zw

Mr Chad Zw The Best Mobile Phone Plug in Zimbabwe πŸ‡ΏπŸ‡Ό
(8)

08/06/2026

Congratulations kuna MaMa Rasta vave mu iPhone ,thanks guys for supporting me

Vanovaziva tag her muvaudze kuti kune phone yavo kuno πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ‘ŒπŸΎ
08/06/2026

Vanovaziva tag her muvaudze kuti kune phone yavo kuno πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ‘ŒπŸΎ

Makazoti next ndi MaMa Rasta handiti ?
06/06/2026

Makazoti next ndi MaMa Rasta handiti ?

Zvikanzi salary yako i 3 digits dzekupedzesera pa phone number yako ,unenge uchitamira marii πŸ˜‚βœŒπŸ½ inini $982
06/06/2026

Zvikanzi salary yako i 3 digits dzekupedzesera pa phone number yako ,unenge uchitamira marii πŸ˜‚βœŒπŸ½ inini $982

unofarira iphone ipi ?
03/06/2026

unofarira iphone ipi ?

2008 Waive nemakore mangani? usanyepe πŸ˜‚πŸ™ŒπŸΎ
03/06/2026

2008 Waive nemakore mangani? usanyepe πŸ˜‚πŸ™ŒπŸΎ

02/06/2026

Chimbonyora Zita RePhone yauri kushandisa timboona phone yakawandirwa tione 😁✌🏽

02/06/2026

Nhaimi akanyepa kuti ndinongoda ma civil servant chete pama payment plans ndiyani ? Inini Ndoda chero munhu ini plus ma swap & top ndoita futi ….kusvika mwana wese ave ne iphone 😁🫣

31/05/2026

imwe $350 unozondipa mabichana mbichana for 3months ,atanga atanga +263775013982

31/05/2026

Chimbondiudzaiwo nyaya dzirikupisa pa social media ?

Address

Harare > Mainpost Office Shop (i1)……Bulawayo > Coner 8th Avenue & George Silundika (90 On George Square Mall) Shop 17
Harare
0

Opening Hours

Monday 08:30 - 18:30
Tuesday 08:30 - 18:30
Wednesday 08:30 - 18:30
Thursday 08:30 - 18:30
Friday 08:30 - 18:30
Saturday 08:30 - 18:30

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mr Chad Zw posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share